Kutsindirwa neya Boss we Murume Wangu Ba Tino Varipo Vakatarisa 🔞
Hama dzangu hurombo hwakaipa, murume wangu akaporomora kubasa kwake zvokuti mhosva yacho yaitomuendesa kujere kwemakore plus basa raibva rapera ipapo. Sezvineiwo boss wake uyo aive gwere gwere akaronga kuita blackmail my husband so that vakabvuma zvaaida aidropa ma charges bamwana havachaende kujeri plus basa vaizoramba vachishanda. Condition or option yakapiwa murume wangu ndiyo yaityisa manje. Akanzi na boss uya sarudza zvaunoda, kuenda kujeri kana kuti ndosvira mukadzi wako. Murume wangu zvakamunetsa ndokuuya nenyaya kwandiri. Akati iye aisada kupa mukadzi wake saka better aende zvake kujeri. Ini ndakazofunga kuti nemaomero aita hupenyu ndaizorarama sei nevana vatatu apa handishande. Ndakati better vamubvumire zvake tinenge tabatsirikana zvakanyanya. Hupenyu hwedu hwainge hwave mumaoko a boss uyu. Bamwana vakazoudza boss kuti vainge vabvuma kuvapa mukadzi asi vaifana kunyorerana pasi kuti boss havazomutsa nyaya iya zvakare after vawana zvavaida. Ini ndiri muka...